1st Verse:
Busy hangu ndakabata door
Tonaz yese ndodedzera nesimba so
I can be paid end of month zvinhu zvoita bho
Buy me some hupfu so that life haiende papause
The economy is so difficult
Fees papasina graft hakuna
And I don’t know what to do because
If I don’t I will starve if I wait I will starve
Zviri nani kuridza door ndowana mabonds
Kuflexa zvangu ndisina ka bag
Grab the steering police topinda padrag
Vana gulez nana blaz vozadza kahigh roof
Pakadoma togarisa wemadrug
Phenomenal - A TEAM
Lyrical hanzi I got the hot steam
Ndatosvora hanzi im like e white beam
Im just starting and you can call this town hymn
Chorus:
Time up takuchaisaaaa
Garai Four 4
I see ma big nemasmall
Short nematall
Simbi dzemoto
Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
I see magents ane goat
Ladies aboard
Vese report
Garai Four 4
2nd Verse:
Dzosera
Nzvimbo tavatorera
Vachaguta nekasour flavour
Mukaka wakakorera
Team yakahwina futi hapana anotidheerera
Sesoja rine nharo kutonga kwaro tichavapedzera
I see them girls follow follow
Horseman wemumhanzi kunge sepasleepy hollow
Inzwa I rap alone solo solo
Im not the most high but im up never fall low
I respect vanoshandira
Zvinhu zvavanoda vanotanga vazvitsanyira
When they get to sit and look back vozvifarira
God is in control ndivo vega vanotitarira
Inzwa its hard world man
All night thinking kusvika makuseni
Working When its raining
Hatichatya kana kurohwa mheni
10 bhera gogogoi paden thats the life hommie
Chorus:
Time up takuchaisaaaa
Garai Four 4
I see ma big nemasmall
Short nematall
Simbi dzemoto
Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
I see magents ane goat
Ladies aboard
Vese report
Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
I see ma big nemasmall
Short nematall
Simbi dzemoto
Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Time up takuchaisaaa
Garai Four 4
Last verse:
We jus working so we feed our fams
Hatina plan so we hit the door kusvika nhelas
Sunday comes then we dress up kuenda kelas
We just pray for a change zvedu nemafelas
Mhishi mufakose patown
Four four mashure seat down
Ndini ndine crown
Murikuenda here not now
Ko avo mbuya vane brown
Hande
Chorus:
Time up takuchaisaaaa
Garai Four 4
I see ma big nemasmall
Short nematall
Simbi dzemoto
Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
I see magents ane goat
Ladies aboard
Vese report
Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
I see ma big nemasmall
Short nematall
Simbi dzemoto
Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Four 4 Garai Four 4
Time up takuchaisaaa
Garai Four 4